| |
| | [No title] (Site not responding. Last check: 2007-10-23) |
 | | #1,1,18# Naizvozvo, ini ndinoda kuti muzive, kuti shure kwokunge Ishe aratidza baba vangu Rehfi zvinhu zvakawanda zvinoshamisa, hongu, pamusana pokuparadzwa kweJerusaremu, tarirai akaenda kuvanhu, akatangisa kuporofita nokupupura kwavari pamusana pezvinhu zvaakanga aona nezvaakanzwa. |
 | | #1,2,1# ZmNO tarirai, zvakaitika kuti Ishe akataura kuna baba vangu, hongu, kana muhope, akati kwavari: Wakakomborerwa iwe Rehi, nokuda kwezvinhu zvawakaita; uye nokuti wakava wakatendeseka nokutaurira vangu zvinhu izvo ndakakuraira iwe, tarira, vanotsvaka kuti vaparadze upenyu hwako. |
 | | Ezvo shure kwokunge tadzorerwa shure tiri mumvura kwamazuva mana, vakoma vangu vakatangisa kuona kuti kutonga kwaMwari kwakanga kwava pavari, kuti vanofa kana vasina kutendeuka kubva pazvivi zvavo, saka, vakauya kwandiri, vakasunungura tambo dzakanga dzakandisunga maoko, hongu, akanga azvimba zvikuru, ezvo nezviziso zvemakumbo angu zvakanga zvazvimbawo, zvichirwadza zvikuru. |
| www.cs.jhu.edu /~jag/mormon/data/shona.tuple.txt (16603 words) |
|